Mark 3:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaŋga aporesa ʋazhinji; naiɀoɀo ʋose ʋakaŋga ʋanamarwere ʋakamumanikidza, kuti ʋamunyaŋgate.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ainge aporesa vazhinji, zvokuti vaya vakanga vane zvirwere vakanga vachisundana vachiuya mberi kuti vamubate.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvo akanga aporesa vazhinji, vose vakanga vaine zvirwere vaitsikinyidzana vachida kumubata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akanga aporesa vazhinji; naizvozvo vose vakanga vanamarwere vakamutsikirira, kuti vamunyangate.
Shona 2009?
Nokuti wakanga aporesa vazhinji zvokuti vaitsikirirana pamuoro pake kuti vamubate vose vakanga vane zvirwere.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akanga aporesa vazhinji; naizvozvo vose vakanga vaine zvirwere vaitsikinyidzana, kuti vachida kumubata panguva imwechete.