Mark 3:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akairaira ɀikuru kuti irege kumuziʋisa pacena.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi iye akairayira kwazvo kuti irege kutaura kuti iye ndiani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jesu aiikohomedza kuti irege kuzivisa vanhu kuti iye ndiani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akairayira zvikuru kuti irege kumuzivisa pachena.
Shona 2009?
Akairairisa zvikuru kuti irege kumuzivisa \add pachena\add*.
Shona SUB 2002 Bible
Akairayira zvikuru kuti irege kumuzivisa pachena.