Mark 3:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakakwira mugomo akaɗana ʋaakaŋga aciɗa, ʋakaʋuya kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akakwira pagomo akadana kwaari vaya vaaida, uye vakauya kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Jesu akakwira mugomo ndokudaidza vaaida, ivo ndokuenda kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akakwira mugomo akadana vaakanga achida, vakauya kwaari.
Shona 2009?
Zvino wakakwira mugomo, akadana vaakanga achida, vakavuya kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akakwira mugomo akadana vaakanga achida, vakauya kwaari.