Mark 3:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naAndrea, naFiripo, naBartoromeo, naTomasi, naJakobo mŋanakomana waArfeo, naTadeo, naSimoni muKanani,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Andirea, Firipi, Bhatoromeo, Mateo, Tomasi, Jakobho mwanakomana waArifasi, Tadheo, Simoni muZeroti
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwozoti Andireya, naFiripi, kwouyawo Bhatoromeo, naMateu, kwozoti Tomasi, naJemusi, mwana waArifeo, uyewo Tadheusi naSimoni muKananai Nyashungu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naAndireya, naFiripi, naBhatoromeo, Mateu naTomasi, naJakobho mwanakomana waArifeo, naTadheo, naSimoni muKanani,
Shona 2009?
naAndiriya, naFiripi, naBhatoromiyo naMatewu naTomasi naJakobho waArifiyosi, naTadhiyo, naSimoni muKenani,
Shona SUB 2002 Bible
naAndireya, naFiripi, naBhatoromiyo, naTomasi, naJakobho mwanakomana waArifeusi, naTadhiasi, naSimoni muKenani,