Mark 3:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋokwake ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakaɓuɗa kuzomuɓata, nokuti ʋakati: Unopeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mhuri yake yakati yazvinzwa, vakaenda kundomubata, nokuti vakati, “Ava kupenga.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino hama dzake padzakazvinzwa, dzakauya kuzomutora nokuti zvainzi, “Wava kupenga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vokwake vakati vachizvinzwa, vakabuda kuzomubata, nokuti vakati, “Anopenga.”
Shona 2009?
Vanhu vokwake vakati vachi\add zvi\add*nzwa vakabuda kuzomubata; nokuti vakati: Unopenga.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vokwake vakati vachizvinzwa, vakabuda kuzomubata, nokuti vakati, “Anopenga.”