Mark 3:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akaʋaɗanira kwaari, akati kwaʋari nemifananidzo: Satani uŋgaɓuɗisa Satani seiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Jesu akavadana akataura kwavari nomufananidzo achiti, “Ko, Satani angadzinga sei Satani?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Jesu akadaidza vanhu ndokutaura kwavari nemienzaniso, achiti, “Nhaimi, Satani angadzinge Satani seiko?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akavadanira kwaari, akati kwavari nemifananidzo. “Satani angabudisa Satani seiko?
Shona 2009?
Zvino akavadana, akati kwavari nemifananidzo: Satani ungabudisa Satani seiko?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akavadanira kwaari, akati kwavari nemifananidzo. “Satani angabudisa Satani seiko?