Mark 3:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋushe bguciɀipesanisa, ʋushe ubgo habguŋgagoni kumira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana umambo huchizvipesanisa, umambo ihwohwo hahugoni kumira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana umambo hwavakuzvirwisa, umambo ihwohwo haungagoni kumira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ushe huchizvipesanisa, ushe uhwo hahungagoni kumira.
Shona 2009?
Kana ushe hwukazvipesanisa, ushe uhwo hahwungagoni kumira.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ushe huchizvipesanisa, ushe uhwo hahungagoni kumira.