Mark 3:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana imba iciɀipesanisa, imba iyo haiŋgagoni kumira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana imba ichizvipesanisa, imba iyoyo haigoni kumira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana vemba imwechete vorwisana pachavo, imba iyoyo haigoni kumira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana imba ichizvipesanisa, imba iyo haingagoni kumira.
Shona 2009?
Kana imba ikazvipesanisa, imba iyo haigoni kumira.
Shona SUB 2002 Bible
Kana imba ichizvipesanisa, imba iyo haingagoni kumira.