Mark 3:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana Satani aciɀimukira, akaɀipesanisa, haaŋgagoni kumira, asi unopera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana Satani achizvipikisa pachake uye achizvipesanisa, haangagoni kumira; kuguma kwake kwasvika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana iye Satani ava kuzvirwisa, haangagoni kumira, asi kuti avakutoenda kumagumo ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana Satani achizvimukira, akazvipesanisa, haangagoni kumira, asi anopera.
Shona 2009?
Zvino kana Satani achizvimukira, akazvipesanisa, haangagoni kumira, asi unopera.
Shona SUB 2002 Bible
Kana Satani achizvimukira, akazvipesanisa, haangagoni kumira, asi anopera.