Mark 3:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mai ʋake naʋanuŋuna ʋake ʋakaʋuya, ʋakamira kunze, ʋakatumira nhume kwaari, kumuɗana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mai vaJesu navanun'una vake vakauya. Vakatuma munhu kundomudana ivo vamire panze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino amai vake uye vakoma navanun'una vake vakauya vakamira panze ndokutumira munhu kundomudaidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mai vake navanun'una vake vakauya, vakamira kunze, vakatumira nhume kwaari, kumudana.
Shona 2009?
Zvino kwakavuya vanunu'una vake namai vake, vakamira kunze, vakatumira \add nhume\add* kwaari vachimudana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mai vake navanun'una vake vakauya, vakamira kunze, vakatumira nhume kwaari, kumudana.