Mark 3:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti aninani unoita kuɗa kwaMŋari, ndiye munuŋuna waŋgu, nehanɀadzi, namai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani anoita kuda kwaMwari ndiye munun'una wangu nehanzvadzi, uye namai vangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani naani anoita kuda kwaMwari ndiye mukoma nomunun'una neni, ndiye hanzvadzi naamai vangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti ani naani anoita kuda kwaMwari, ndiye mukoma nomunun'una wangu, nehanzvadzi, naamai.”
Shona 2009?
Nokuti ani nani unoita kuda kwaMwari, ndiye mwana wamai vangu nehanzvadzi yangu namai.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti ani naani anoita kuda kwaMwari, ndiye mukoma nomunun'una wangu, nehanzvadzi, naamai.”