Mark 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Ɀakatenderwa here nesaɓata kuita ɀakanaka kana ɀakaipa, kuponesa munhu kana kuʋuraya? Ʋakanyarara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akavabvunza akati, “Ndezvipiko zvinotenderwa nomusi weSabata: kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa, kuponesa munhu kana kuuraya?” Asi vakaramba vanyerere.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndokuvati, “Ko, zvinobvumirwa here nomusi weSabata kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa; kuponesa munhu kana kuuraya?” Ivo vakati zi — i kunyarara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Zvakatenderwa here neSabata kuita zvakanaka kana zvakaipa, kuponesa munhu kana kuuraya?” Vakanyarara.
Shona 2009?
Akati kwavari: Zviri pamutemo here kuita zvakanaka namazuva esabata, kana kuita zvakaipa? Kuponesa upenyu, kana kuvuraya? Asi vakanyarara.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Zvakatenderwa here neSabata kuita zvakanaka kana zvakaipa, kuponesa munhu kana kuuraya?” Vakanyarara.