Mark 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaFarise ʋakati ʋaɓuɗa, ʋakandoraŋgana pakarepo naʋaHerode pamsoro pake kuti ʋaŋgamuʋuraya sei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaFarisi vakabuda vakatanga kurangana navaHerodhi kuti vangauraya sei Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFarisei vakabudamo kundomurangana pakarepo neveboka rokwaHerodhi kuti vangamuuraye sei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaFarisi vakati vabuda, vakandorangana pakarepo navaHerodhi pamusoro pake kuti vangamuuraya sei.
Shona 2009?
Zvino vaFarisi vakati vabuda pakarepo vakarangana navaHerodhe pamusoro pake kuti vangamuparazda sei.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino VaFarisi vakati vabuda, vakandorangana pakarepo navaHerodhi pamusoro pake kuti vangamuuraya sei.