Mark 3:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu wakaenda naʋadzidzi ʋake kuguŋgwa; ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera ʋacibva Garirea; nokuJudea,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akabva kugungwa navadzidzi vake, uye vanhu vazhinji vaibva kuGarirea vakamutevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akabvapo navadzidzi vake oenda kugungwa; chitawo chikuru chavanhu vaibva kuGarirea chakatevera uyewo vanhu vakauya kwaari vachibva kuJudhea
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akaenda navadzidzi vake kugungwa; vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera vachibva Gariria; nokuJudhea,
Shona 2009?
Zvino Jesu akabva navadzidzi vake \add vakaenda\add* kugungwa, chaunga chikuru chikamutevera chichibva Gariri nokuJudhiya,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akaenda navadzidzi vake kugungwa; vanhu vazhinji–zhinji vakamutevera vachibva Gareriya; nokuJudhiya,