Mark 4:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati ari oga, ʋakaŋga ʋanaye naʋanegumi naʋaʋiri ʋakamubvunza ɀe mifananidzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakanga ava oga, vane gumi navaviri uye navamwe vakanga vakamukomberedza vakamubvunza pamusoro pomufananidzo uyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti ava oga, vakanga vanaye pamwechete navane gumi navaviri vakamubvunza nezvemienzaniso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati ari oga, vakanga vanaye vane gumi navaviri vakamubvunza zvemifananidzo.
Shona 2009?
Zvino wakati ari oga, vakanga vakamukomba navanegumi navaviri vakamubvunza zvemufananidzo.
Shona SUB 2002 Bible
Akati ari oga, vakanga vanaye vane gumi navaviri vakamubvunza zvemifananidzo.