Mark 4:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋanokushwa muminzwa, ndiʋo ʋanonzwa shoko,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vamwe, setsanga yakawira pakati peminzwa, vanonzwa shoko;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanokushwa muminzwa ndivo vaya vanonzwa izwi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vamwe vanokushwa muminzwa, ndivo vanonzwa shoko,
Shona 2009?
Zvino ava ndivo vanokushwa mumhinzwa, vanonzwa shoko,
Shona SUB 2002 Bible
“Vamwe vanokushwa muminzwa, ndivo vanonzwa shoko,