Mark 4:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋadzidzisa ɀizhinji nemifananidzo, akati kwaʋari pakudzidzisa kwake:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavadzidzisa zvinhu zvizhinji nemifananidzo, uye mukudzidzisa kwake akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavadzidzisa zvinhu zvakawanda nemienzaniso. Achinokuvadzidzisa kudaro akati kwavari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavadzidzisa zvizhinji nemifananidzo, akati kwavari pakudzidzisa kwake,
Shona 2009?
Akavadzidzisa zvinhu zvizhinji nemifananidzo, akati kwavari mukudzidzisa kwake:
Shona SUB 2002 Bible
Akavadzidzisa zvizhinji nemifananidzo, akati kwavari pakudzidzisa kwake,