Mark 4:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati kwaʋari: Mŋenje uri’po kuti uiswe pasi peɗeŋgu, kana pasi pomubeda here? Hauzi’po kuti uiswe pacigadziko here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, “Munouya nomwenje kuzouisa pasi pedengu here kana pasi pomubhedha? Handiti munouisa pachigadziko chawo here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatizve kwavari, “Ko mwenje unounzirwa kuti ukwidibirwe nedengu here kana kuti uiswe pasi pomubhedha here? Handiti kuti ugoiswa pachidzimikiro?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati kwavari, “Mwenje uripo kuti uiswe pasi pedengu, kana pasi pomubhedha here? Hausipo kuti uiswe pachigadziko here?
Shona 2009?
Zvino wakati kwavari: Mwenje uripo kuti uiswe pasi pedengu kana pasi pomubhedha here? Hauzipo kuti uiswe pachigadziko here?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati kwavari, “Mwenje uripo kuti uiswe pasi pedengu, kana pasi pomubhedha here? Hausipo kuti uiswe pachigadziko here?