Mark 4:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hapanecinhu cakaʋanzika cisiŋgazoʋoneswi, hapana‐cakaʋigwa cisiŋgazoɓuɗi pacena.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti hapana chakavigwa chisingazooneswi, uye hapana chakavanzika chisingazobudi pachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinhu chose chakavanzika chakavanzirwa kuti chizoburitswa pachena; hakunawo chinhu chakavigwa chisingazobudi pachena.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti hapana chinhu chakavanzika chisingazooneswi, hapana chavigwa chisingazobudi pachena.
Shona 2009?
Nokuti hapana chinhu chakavigwa chisingazobudi pachena, kana chakavanzika chisingazobudi pachena.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti hapana chinhu chakavanzika chisingazooneswi, hapana chavigwa chisingazobudi pachena.