Mark 4:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unaco ucapiwa, asi usina, ucatorerwa necaanaco.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani anazvo achapiwa zvimwe; ani naani asina, achatorerwa kunyange nezvaanazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti uyo anazvo achawedzerwa, nouyo asina, kunyange chaanacho achachitorerwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti uya ane chaanacho achapiwa, asi uya asina, achatorerwa kunyangwe nechaanacho.”
Shona 2009?
Nokuti ani nani unacho uchapiwa, asi usina uchatorerwa kunyange nechaanacho.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti uya ane chaanacho achapiwa, asi uya asina, achatorerwa kunyangwe nechaanacho.”