Mark 4:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaʋata, akamuka, ʋusiku namasikati; mbeu inomera, icikura, iye asiŋgaziʋi kuti ɀinoitika sei;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usiku namasikati, kunyange akavata kana akamuka, mbeu inomera igokura, kunyange zvazvo asingazivi kuti zvinoitika sei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Angavate zvake usiku, masikati achimukawo, asi mbeu iya inomera ichitokura, iye asingambozivi kuti zvinoitika sei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akavata, akamuka, usiku namasikati; mbeu inomera, ichikura, iye asingazivi kuti zvinoitika sei;
Shona 2009?
Zvino akavata, nokumuka, vusiku namasikati, mbeu inomera ichikura iye asingazivi kuti zvinoitika sei.
Shona SUB 2002 Bible
akavata, akamuka, usiku namasikati; mbeu inomera, ichikura, iye asingazivi kuti zvinoitika sei;