Mark 4:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ɀiɓereko ɀaibva, pakarepo unoceka neɓaŋga, nokuti kuceka kwaȿika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panongoibva zviyo, anozvicheka nejeko, nokuti kukohwa kwasvika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana koroni yaibva, anobva apinza jeko kuicheka, nokuti kukohwa kwasvika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana yaibva, pakarepo anocheka nejeko, nokuti kukohwa kwasvika.”
Shona 2009?
Kana zvibereko zvaibva, pakarepo unotuma jeko nokuti kukohwa kwasvika
Shona SUB 2002 Bible
Kana yaibva, pakarepo anocheka nejeko, nokuti kukohwa kwasvika.”