Mark 4:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati: Ʋushe bgaMŋari ticabgufananidza neiko? Ticabguenzanisira nomufananidzo upiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatizve, “Umambo hwaMwari tingahufananidza neiko kana kuti tingaita mufananidzo upiko kuti tihutsanangure?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatizve, “Umambo hwaMwari tingauenzanise neiko? Uye tingahufananidze nomuenzanisoiko?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati, “Ushe hwaMwari tichahufananidza neiko? Tichahuenzanisira nomufananidzo upiko?
Shona 2009?
Zvino wakati: Tichafananidza neiko ushe hwaMwari? Tichahwuenzanisa neiko?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati, “Ushe hwaMwari tichahufananidza neiko? Tichahuenzanisira nomufananidzo upiko?