Mark 4:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Bgakafanana netsaŋga yemastarda, iyo kana icidɀarwa muvu iɗuku kumbeu dzose dzapanyika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hwakafanana netsanga yemastadhi, inova tsanga duku duku yaunodyara muvhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hwakaita setsanga yamasitadhi yokuti painodyarwa muvhu, inenge iri duku duku pane mbeu dzose dzapasi pose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hwakafanana netsanga yemasitadhi, iyo kana ichidyarwa muvhu iduku kumbeu dzose dzapanyika;
Shona 2009?
Setsanga yemasitadha*, iyo kana ichidzvarwa muvhu, iduku kumbeu dzose dzapanyika;
Shona SUB 2002 Bible
Hwakafanana netsanga yemasitadhi, iyo kana ichidyarwa muvhu iduku kumbeu dzose dzapanyika;