Mark 4:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akasireʋa shoko kwaʋari nemifananidzo mizhinji yakaɗaro, paʋaigona kunzwa napo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nemimwe mifananidzo yakadai, Jesu akataura shoko kwavari, zvose zvavaigona kunzwisisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nemienzaniso mizhinji yakadai aivataurira izvi maererano nezvavaikwanisa kubata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akasireva shoko kwavari nemifananidzo mizhinji yakadaro, pavaigona kunzwa napo.
Shona 2009?
Zvino nemifananidzo mizhinji yakadaro, akataura shoko kwavari, pavaigona kunzwa napo.
Shona SUB 2002 Bible
Akasireva shoko kwavari nemifananidzo mizhinji yakadaro, pavaigona kunzwa napo.