Mark 4:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nezuʋa iro, aʋa maɗekwana, wakati kwaʋari: Ŋgatiyambukire mhiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva iroro ava madekwana, akati kuvadzidzi vake, “Ngatiyambukirei kuno rumwe rutivi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti ava manheru ezuva rakarero akavati, “Ngatichiyambukirai mhiri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nezuva iro, ava madekwana, akati kwavari, “Ngatiyambukire mhiri.”
Shona 2009?
Zvino nezuva iroro ava madekwana, wakati kwavari: Ngatiyambukire mhiri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nezuva iro, ava madekwana, akati kwavari, “Ngatiyambukire mhiri.”