Mark 4:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzimŋe dzakawira parukaŋgarabge, padzakaŋga dzisinevu zhinji; dzikamera pakarepo, nokuti dzakaŋga dzisinevu rakadzika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzimwe dzakawira murukangarabwe, madzisina kuwana ivhu rakawanda. Dzakakurumidza kumera, nokuti ivhu rakanga riri shoma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe dzakandowira parukangarahwe padzakashaya ivhu rakadzika; dzakabva dzakurumidza kumera nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzimwe dzakawira parukangarabwe, padzakanga dzisina ivhu zhinji; dzikamera pakarepo, nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika;
Shona 2009?
Imwe yakawira parukangarabwe, payakanga isinevhu zhinji; ikamera pakarepo, nokuti yakanga isinevhu rakadzika;
Shona SUB 2002 Bible
Dzimwe dzakawira parukangarabwe, padzakanga dzisina ivhu zhinji; dzikamera pakarepo, nokuti dzakanga dzisina ivhu rakadzika;