Mark 4:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi zuʋa rakati raɓuɗa, dzikapiswa; dzikawoma, nokuti dzakaŋga dzisinomudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zuva rakati rabuda, mbeu dzakapiswa nezuva, uye dzikaoma nokuti dzakanga dzisina midzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti zuva rakwira dzakapiswa nezuva, sezvo dzakanga dzisina midzi, dzakashwauruka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi zuva rakati rabuda, dzikapiswa; dzikaoma, nokuti dzakanga dzisina mudzi.
Shona 2009?
asi zuva rakati rabuda, ikapiswa nokuti yakanga isina mudzi ikawoma.
Shona SUB 2002 Bible
asi zuva rakati rabuda, dzikapiswa; dzikaoma, nokuti dzakanga dzisina mudzi.