Mark 4:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dzimŋe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivuŋga, dzikasaɓereka ɀiɓereko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzimwe dzakawira pakati peminzwa, minzwa ikakura ikavhunga mbeu, nokudaro hadzina kubereka zvibereko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe mbeu dzakandowira muminzwa; minzwa yakakura ikadzivhunga dzikasaita vana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Dzimwe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivhunga, dzikasaita vana.
Shona 2009?
Imwe yakawira pakati pemhinzwa, mhinzwa ikakura ikaivhunga, ikasabereka chibereko.
Shona SUB 2002 Bible
“Dzimwe dzakawira muminzwa; minzwa ikamera, ikadzivhunga, dzikasaita vana.