Mark 5:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaidzifudza ʋakatiza, ʋakandoʋudza iɀoɀo muguta naparuwa. Ʋakaʋuya kuzoʋona ɀaitwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaya vakanga vachifudza nguruve vakatiza vakandozivisa izvi muguta nomumaruwa, uye vanhu vakabuda kuti vandoona zvakanga zvaitika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vafudzi vadzo ndokutiwo ware kutiza vakandotaurira vanhu veguta nevemumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvakanga zvaitika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vaidzifudza vakatiza, vakandoudza izvozvo muguta nomumaruwa. Vanhu kauya kuzoona zvaitwa.
Shona 2009?
Zvino avo vaifudza nguruve vakatiza, vakandoreva muguta naparuwa. Vakavuya kuzovona kuti chii chainge chaitwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vaidzifudza vakatiza, vakandoudza izvozvo muguta nomumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvaitwa.