Mark 5:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapinda, akati kwaʋari: Munoitireiko mhere‐mhere, mucicema? Mŋana haana‐kufa, asi uʋete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapinda akati kwavari, “Ko, mheremhere ndeyeiko nokuungudza uku? Mwana haana kufa asi avete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakapinda akati kwavari, “Seiko muchiita mhere mhere muchichema kudai? Mwana haana kufa kwete, asi akakotsira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapinda, akati kwavari, “Munoitireiko mhere-mhere, muchichema? Mwana haana kufa, asi avete.”
Shona 2009?
Zvino wakati apinda, akati kwavari: Munoitireiko mhere-mhere iyi muchichema? Mwana haana kufa asi uvete.
Shona SUB 2002 Bible
Akapinda, akati kwavari, “Munoitireiko mhere–mhere, muchichema? Mwana haana kufa, asi avete.”