Mark 5:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaɗanidzira nenzwi guru, akati: Ndinemhaka yeiko nemi Jesu, Mŋanakomana waMŋari Wokumsoro‐soro? Ndinokupikirai naMŋari kuti murege kunditambudza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadanidzira nenzwi riri pamusoro achiti, “Munodeiko kwandiri, Jesu, Mwanakomana waMwari woWokumusoro-soro? Pikai kuna Mwari kuti hamuzonditambudzi!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndokuzhamba nezwi guru achiti, “Unei neni, Jesu Mwanakomana waMwari Wokumusorosoro. Ndinoti nezita raMwari rega, kunditambudza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akadanidzira nezwi guru, akati, “Ndine mhaka yeiko nemi Jesu, Mwanakomana waMwari Wokumusoro-soro? Ndinokupikirai naMwari kuti murege kunditambudza.”
Shona 2009?
akadanidzira nenzwi guru akati: Ndineiko nemwi Jesu, Mwanakomana waMwari Wokumusorosa? Ndinokupikirai naMwari kuti murege kunditambudza.
Shona SUB 2002 Bible
akadanidzira nezwi guru, akati, “Ndine mhaka yeiko nemi Jesu, Mwanakomana waMwari Wokumusoro–soro? Ndinokupikirai naMwari kuti murege kunditambudza.”