Mark 6:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaɓuɗisa mŋeya yakaipa mizhinji, ʋakazodza ʋazhinji ʋairwara mafuta, ʋaciʋaporesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadzinga madhimoni mazhinji uye vakazodza mafuta vanhu vazhinji vairwara uye vakavaporesa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadzinga mweya yakaipa mizhinji, vakazorawo varwere vazhinji mafuta, vachivaporesa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakabudisa mweya yakaipa mizhinji, vakazodza vazhinji vairwara mafuta, vachivaporesa.
Shona 2009?
Zvino vakabudisa mweya yakaipa mizhinji, vakazodza mafuta vazhinji vairwara, vachiporesa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakabudisa mweya yakaipa mizhinji, vakazodza vazhinji vairwara mafuta, vachivaporesa.