Mark 6:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo Herode waka ɀi nzwa, nokuti zita rake rakaŋga rakurumbira, akati: Johane Mubapatidzi wakamuka kuʋakafa, saka masimba awa anoɓata maari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Herodhi akanzwa nezvazvo, nokuti zita raJesu rakanga rozivikanwa kwazvo. Vamwe vakanga vachiti, “Johani Mubhabhatidzi akamutswa kubva kuvakafa; uye ndokusaka zviratidzo zvesimba zvichiitika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino mambo Herodhi akanzwa zvose izvi, nokuti zita raJesu rakanga rava nomukurumbira. Vamwe vaiti, “Johani Muombeki akamutswa muvafi, ndosaka ana masimba akadai maari okuita zvishamiso.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo Herodhi akazvinzwa, nokuti zita rake rakanga rakurumbira, akati, “Johani Mubhabhatidzi akamuka kuvakafa, saka masimba awa anobata maari.”
Shona 2009?
Zvino mambo Herodhe waka\add zvi\add*nzwa, nokuti zita rake rakanga rakurumbira kose, akati: Johwani Mubhabhatidzi wakamuka kuvakafa, naizvozvo masimba awa anobata maari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo Herodhi akazvinzwa, nokuti zita rake rakanga rakurumbira, akati, “Johani Mubhabhatidzi akamuka kuvakafa, saka masimba aya anobata maari.”