Mark 6:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋakati: NdiEria; ʋamŋe ʋakati: Muprofita wakafanana nomumŋe waʋaprofita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakati, “NdiEria.” Uye vamwezve vakati, “Ndiye muprofita, akaita somumwe wavaprofita vekare.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vamwe vaiti ndiEriya, vamwewo vachiti, “Muporofita akangofananawo navamwe vaporofita vakare.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vamwe vakati, “NdiEria;” vamwe vakati, “Muporofita, akafanana nomumwe wavaporofita.”
Shona 2009?
Vamwe vakati: NdiEria; vamwe vakati: Muporofita kana \add kuti\add* \add unoita\add* somumwe wavaporofita.
Shona SUB 2002 Bible
Vamwe vakati, “NdiEriya;” vamwe vakati, “Muporofita, akafanana nomumwe wavaporofita.”