Mark 6:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Herode wakati aci ɀi nzwa, akati: NdiJohane wakamuka, uya wandakagura musoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Herodhi akati anzwa izvozvo, akati, “Johani, murume wandakagura musoro, akamutswa kubva kuvakafa!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Herodhi, paakanzwa izvi, akati, “Johani uya wandakadimbura musoro ndiye akamutswa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Herodhi akati achizvinzwa, akati, “NdiJohani akamuka, uya wandakagura musoro.”
Shona 2009?
Asi Herodhe wakati anzwa, akati: Uyu ndiJohwani uya wandakagura ini musoro wamuka kuvakafa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Herodhi akati achizvinzwa, akati, “NdiJohani akamuka, uya wandakagura musoro.”