Mark 6:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Johane wakaŋga ati kunaHerode: Haunakutenderwa kuti uʋe nomukadzi womunuŋuna wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Johani akanga ati kuna Herodhi, “Hazvitenderwi kuti utore mukadzi womunun'una wako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti Johani aiti kuna Herodhi, “Hazvibvumirwi kuti iwe ugare nomukadzi womunun'una wako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Johani akanga ati kuna Herodhi, “Hauna kutenderwa kuti uve nomukadzi womunun'una wako.”
Shona 2009?
Nokuti Johwani wakanga ati kuna Herodhe: Hauna kutenderwa kuti uve nomukadzi womunun'una wako.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Johani akanga ati kuna Herodhi, “Hauna kutenderwa kuti uve nomukadzi womunun'una wako.”