Mark 6:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi zuʋa rakafanira rakati raȿika, Herode nezuʋa rokuɓerekwa kwake akaitira madzishe ake naʋakuru ʋeɀuru ɀamazana naʋaɓati ʋakuru ʋeGarirea mutambo mukuru;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupedzisira mukana wakazovapo. Pazuva rokuberekwa kwake, Herodhi akaitira vabati vake vakuru, navakuru vamauto uye navarume vaitungamirira muGarirea mabiko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino zuva rakanga rakamirirwa naHerodhiasi rakazosvika nomusi wokupemberera kuberekwa kwaHerodhi. Pazuva iroro, Herodhi akaitira mabiko vakuru — vakuru vehurumende yake navatungamiriri vehondo navakuru — vakuru veGarirea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zuva rakafanira rakati rasvika, Herodhi nezuva rokupemberera kuberekwa kwake akaitira madzishe ake navakuru vezviuru zvamazana navakuru veGariria mutambo mukuru;
Shona 2009?
Asi zuva rakafanira rakati rasvika, Herodhe nezuva rokuberekwa kwake akaitira chirairo madzishe ake navakuru vezvuru zvamazana navabati vakuru veGariri,
Shona SUB 2002 Bible
Asi zuva rakafanira rakati rasvika, Herodhi nezuva rokupemberera kuberekwa kwake akaitira madzishe ake navakuru vezviuru zvamazana navakuru veGareriya mutambo mukuru;