Mark 6:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɓuɗa, akati kunamai ʋake: Ndicakumbireiko? Ʋakati: Musoro waJohane Mubapatidzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabuda kunze akandoti kuna mai vake, “Ndichakumbireiko?” Ivo vakati, “Musoro waJohani Mubhabhatidzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino musikana uya akabuda panze akabvunza amai vake achiti, “Chii chandingakumbire?” Ivo vakati, “Musoro waJohani anoombeka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabuda, akati kuna amai vake, “Ndichakumbireiko?” Vakati, “Musoro waJohani Mubhabhatidzi.”
Shona 2009?
Akabuda, akati kunamai vake: Ndichakumbireiko? Vakati: Musoro waJohwani Mubhabhatidzi.
Shona SUB 2002 Bible
Akabuda, akati kuna amai vake, “Ndichakumbireiko?” Vakati, “Musoro waJohani Mubhabhatidzi.”