Mark 6:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akaɀidya mŋoyo kwaɀo, asi wakaŋga asiŋgaɗi kumurambira nokuɗa kwokupika kwake, ʋuye nokuɗa kwaʋakaŋga ʋagere naye pakudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akatambudzika zvikuru, asi nokuda kwemhiko yake uye nokuda kwevaakanga achidya navo, haana kuda kumurambira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo zvakamurwadza chaizvo, asi nokuda kwemhiko dzake dzaakanga aita, uye pamusana pavaenzi vake, haana kuda kuramba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akazvidya mwoyo kwazvo, asi akanga asingadi kumurambira nokuda kwokupika kwake, uye nokuda kwavakanga vagere naye pakudya.
Shona 2009?
Ipapo mambo akashungurudzika zvikuru, \add asi \add*nokuda kokupika kwake, uye nokuda kwavakanga vagere naye pakudya, wakanga asingagoni kumurambira.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akazvidya mwoyo kwazvo, asi akanga asingadi kumurambira nokuda kwokupika kwake, uye nokuda kwavakanga vagere naye pakudya.