Mark 6:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakarepo mambo akatuma murwi, akaraira kuti aʋuye nomusoro wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka pakarepo akatuma murwi akarayira kuti vauye nomusoro waJohani. Murume akaenda akandogura musoro waJohani mutorongo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo mambo akatuma musoja wokuchengetedza mambo achimuti auye nomusoro waJohani. Iye akaenda akandomudimura musoro mujeri muya,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakarepo mambo akatuma musoja, akaraira kuti auye nomusoro wake.
Shona 2009?
Pakarepo mambo akatuma murwi, akaraira kuti musoro wake uvuyiswe. Akaenda, akamugura musoro mutirongo,
Shona SUB 2002 Bible
Pakarepo mambo akatuma musoja, akaraira kuti auye nomusoro wake.