Mark 6:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaenda, akamugura musoro mutoroŋgo, akaʋuya nomusoro wake mundiro, akaupa musikana, musikana ndokuupa mai ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akadzoka nomusoro wake uri mundiro. Iye akaupa kumusikana, uye musikana akaupa kuna mai vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndokuuya nawo uri mudhishi, akaupa kumusikana; musikana ndokuupawo kuna amai vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaenda, akamugura musoro mujeri, akauya nomusoro wake mundiro, akaupa musikana, musikana ndokuupa mai vake.
Shona 2009?
akavuya nomusoro wake mundiro, akaupa kumusikana, musikana ndokuupa mai vake.
Shona SUB 2002 Bible
Akaenda, akamugura musoro mujeri, akauya nomusoro wake mundiro, akaupa musikana, musikana ndokuupa mai vake.