Mark 6:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋadzidzi ʋake ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakaʋuya ʋakatora mutumbu wake, ʋakauʋiga mubgiro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vaJohani vakati vanzwa izvi vakauya vakatora mutumbi wake vakauviga mubwiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vadzidzi vaJohani zvavakazvinzwa, vakaenda, vakatora chitunha chake ndokuchiviga muguva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadzidzi vake vakati vachizvinzwa, vakauya vakatora chitunha chake, vakachiviga mubwiro.
Shona 2009?
Vadzidzi vake vakati vachi\add zvi\add*nzwa, vakavuya vakatora chitunha chake, vakachiviga muhwiro.
Shona SUB 2002 Bible
Vadzidzi vake vakati vachizvinzwa, vakauya vakatora chitunha chake, vakachiviga muhwiro.