Mark 6:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaapostora ʋakaʋuŋganira kunaJesu, ʋakamuʋudza ɀose ɀaʋakaŋga ʋaita, neɀaʋakaŋga ʋadzidzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vapostori vakaungana pana Jesu uye vakamuudza zvose zvavakanga vaita nezvavakanga vadzidzisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vapositori vakadzoka kuna Jesu vachimurondedzera zvose zvavakanga vaita nezvavakanga vadzidzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vapostori vakaunganira kuna Jesu, vakamuudza zvose zvavakanga vaita, nezvavakanga vadzidzisa.
Shona 2009?
Zvino vapositora vakavunganira kunaJesu, vakamuvudza zvose zvavakanga vaita, nezvavakanga vadzidzisa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vapostori vakaunganira kuna Jesu, vakamuudza zvose zvavakanga vaita, nezvavakanga vadzidzisa.