Mark 6:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino zuʋa roɗo‐kuʋira, ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya kwaari, ʋakati: Pano inɀimbo murenje, zuʋa roɗo‐kuʋira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino zuva rava kuvira, vadzidzi vake vakauya kwaari, vakati, “Nzvimbo ino irenje, uye kwava kudoka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti zvino zuva rarereka, vadzidzi vake vakauya kwaari voti, “Ino inzvimbo isina vanhu uye zuva rarereka iri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino zuva roda kuvira, vadzidzi vake vakauya kwaari, vakati, “Ino inzvimbo yerenje, zuva roda kuvira;
Shona 2009?
Zvino nguva yakati yaenda, vadzidzi vake vakavuya kwaari vakati: Pano inzvimbo yerenje, zvino nguva yaenda;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino zuva roda kuvira, vadzidzi vake vakauya kwaari, vakati, “Ino inzvimbo yerenje, zuva roda kuvira;