Mark 6:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋaendisei, kuti ʋaende kuruwa nemisha yakapoteredza, ʋandoɀiteŋgera ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Itai kuti vanhu vaende kumaruwa nemisha yakapoteredza kuti vandozvitengera zvokudya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chiitai kuti vanhu vaende kumaruwa nokumisha yakapoteredza vandozvitengera zvokudya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vaendisei; kuti vaende kuruwa nemisha yakapoteredza, vandozvitengera zvokudya.”
Shona 2009?
vaendesei, kuti vaende kuruwa rwakapoteredza nemumisha vandozvitengera zvingwa. Nokuti havana chavangadya.
Shona SUB 2002 Bible
vaendisei; kuti vaende kuruwa nemisha yakapoteredza, vandozvitengera zvokudya.”