Mark 6:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaʋari: Muneɀiŋgwa ɀiŋganiko? Endai mutarire. Ʋakati ʋaziʋa, ʋakati: Ɀishanu, nehoʋe mbiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Mune zvingwa zvinganiko? Endai mundotarisa.” Vakati vazviona, vakati, “Zvishanu, uye nehove mbiri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokuvati, “Ko mune zvingwa zvingani? Endai mundotarisa.” Kuzoti vazviona, vakati, “Zvishanu nehove mbiri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwavari, “Mune zvingwa zvinganiko? Endai mutarire.” Vakati vaziva, vakati, “Zvishanu, nehove mbiri.”
Shona 2009?
Akati kwavari: Munezvingwa zvinganiko? Endai munovona. Vakati vaziva vakati: Zvishanu, nehove mbiri.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwavari, “Mune zvingwa zvinganiko? Endai mutarire.” Vakati vaziva, vakati, “Zvishanu, nehove mbiri.”