Mark 6:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akaʋaraira kuti ʋagarise ʋose pasi paʋuswa bgunyoro ʋakaita mapoka‐mapoka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akavarayira kuti vagarise vanhu vose pasi mumapoka pauswa hunyoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati vanhu vose vagariswe pasi pauswa hunyoro vakaita zvikwata — zvikwata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akavarayira kuti vagarise vose pasi pauswa hunyoro vakaita mapoka-mapoka.
Shona 2009?
Zvino akavaraira kuti vavagarise vose pasi mumapoka-mapoka pavuswa vunyoro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akavaraira kuti vagarise vose pasi pauswa hunyoro vakaita mapoka–mapoka.