Mark 6:47 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa maɗekwana igwa rakaŋga riri pakati peguŋgwa, iye ari oga panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava madekwana, igwa rakanga rava pakati pegungwa, uye iye aiva oga kunyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti ava madeko, igwa rakanga rava nechapakati pegungwa; iye achiri pavhu pakaoma oga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava madekwana igwa rakanga riri pakati pegungwa, iye ari oga panyika.
Shona 2009?
Zvino ava madekwana chikepe chakanga chiri pakati pegungwa, iye ari oga panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Ava madekwana igwa rakanga riri pakati pegungwa, iye ari oga panyika.