Mark 6:49 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋacimuʋona acifamba pamsoro peguŋgwa, ʋakati madzimudzaŋgara, ʋakaridza mhere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi pavakamuona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti aiva dzimudzangara. Vakadanidzira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvavakamuona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti idzimudzangara, ndokubva varidza mhere;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachimuona achifamba pamusoro pegungwa, vakati “Mudzimudzangara,” vakaridza mhere.
Shona 2009?
Zvino vakati vachimuvona achifamba pamusoro pegungwa, vakafunga kuti idzimudzangara, vakaridza mhere.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachimuona achifamba pamusoro pegungwa, vakati “Mudzimudzangara,” vakaridza mhere.